Duramazwi · zita
muramba
eel
Duramazwi · zita
eel
Muramba ihove ineganda rinotsvedzerera nemusoro mukuru wakapamhamha, inowanzogara mumadhaka kana nzvimbo ine mvura isina kudzika.

Muramba kukombwa muramba hweni.
Iyi ihove inenge muramba, ine minzwa yakapinza, uye inoti ikamedzwa nengwena inoicheka neminzwa iyoyo, ngwena yofa, iyo yobuda.
Muramba ihove ineganda rinotsvedzerera nemusoro mukuru wakapamhamha, inowanzogara mumadhaka kana nzvimbo ine mvura isina kudzika.
Duramazwi
01 / 03murambara
Murambara kamuti komusango kadiki, kanoita vana vanonyorovera nokutsvuka chaizvo kana vaibva, vanobuda muto mutsvuku.
VerengaSwipe for the next word