Duramazwi · zita
huma
impudent · forehead
Duramazwi · zita
impudent · forehead
Huma inhengo yomuviri wemunhu iri pamusoro pamaziso kusvika panotangira vhudzi mumusoro.
(nhanha) Huma izwi rinoshandiswa kutaurira mwana mudiki kuti asabata tupukanana nekuti anogona kurumwa.

Munhu ane huma refu anonzi ane mahobi.

Chifombo munhu ane muturu mukuru, aine huma huru.
Duramazwi
01 / 03humambo
monarchy
VerengaSwipe for the next word