KwaunobvaDuramazwiMmapere

Duramazwi · zita

mapere

bears · wolves

masukafoshorohonyemvuramaperembudzi

Zvinoreva

Mapere idoro rinobikwa kwapera mazuva mashoma munhu afa, vanhu vachinyaradzana nokusvitsa pakubvuma kuti hama yavo havachaiona zvakare.

Mapere chirwere chinokonzera maronda anongobuda ropa zvisina magumo.

1

Nguva yechirimo mapere anorura.

Mapere idoro rinochengeterwa vazukuru panhimbe.

2

3

Zvakafanana

masukafoshoro · honye · mvura · maperembudzi

Mamwe mazwi ane M

M

Duramazwi

01 / 03

mapereke

Mapereke munhu anopa chaizvo kune avo vanokumbira.

Verenga

Swipe for the next word