Duramazwi · zita
mapepa
documentation · papers · sheets
Duramazwi · zita
documentation · papers · sheets
Mapepa matsamba ebasa akaita sezvitupa zvakasiyana-siyana. Akadzingwa mhiri kwaainge ogara nekuti akanga awanikwa asina mapepa akakwana. Kana uchida basa huya nemapepa ako tione kuti tingakutora pakambani pano here.

Hapanavo chaimutadzisa kuti basa rive rake nokuti mapepa edzidzo aidiwa aiva nawo.
Mapepa anobatsira mukuzivisa vanhu mamiriro akaita nyika mungave munguva yehondo chaimo.
Vashandi vakasaina mapepa okuti havachazoramwi basa vasati vataurirana navakuru vekambani.
Duramazwi
01 / 03mapepanhau
newspapers
VerengaSwipe for the next word