Duramazwi · zita
mvura
copious · downpour · rain · water · waterless · waterproofing · rain; water
Duramazwi · zita
copious · downpour · rain · water · waterless · waterproofing · rain; water
Madonhwe achiri kunaya kana akanaya kare atoungana pasi.
Madonhwe achiri kunaya kana akanaya kare atoungana pasi.
Tanaka akatozonzwa hake kuti aiva nenzara kwave kunodziisa mvura patsove.
BaTakue vakamira havo panze mvura ikava pura zvisingaite varipo ipapo.
Ndakawana husavi hwatopera mvura kwakubva ndatanga hangu kubika.
Mvura madonwe anonaya kubva kumakore, anoraramisa zvisikwa aungana pasi, munzizi kana munyanza.
Mvura madonwe akanaya kare akaungana akawanda kuita dziva, rwizi kana nyanza.
Mvura idoro rinobikwa vanhu vachiungana vachinyaradzana kwapera masvondo mashoma munhu afa.
Duramazwi
01 / 03mvura inonaya
rains
VerengaSwipe for the next word