KwaunobvaDuramazwiMmvurututu

Duramazwi

mvurututu

Zvinoreva

Kuti mvurututu kubuda kunoita mweya unenge waregedzerwa mumvura uchiita madudumbwi.

1

Kuti mvurututu kubuda kunoita mweya unenge waregedzerwa mumvura uchiita madudumbwi.

Kuti mvurututu kubuda kunoita mweya unenge waregedzerwa mumvura uchiita madudumbwi.

Kuti dhuru dhudhu kuita mamvurututu kubva pasi pemvura sezvingaitika kana munhu akaedza kufema ari mumvura.

Mamwe mazwi ane M

M

Duramazwi

01 / 03

mvurwada

Kuti mvurwada kugara nenzira inotaridza kuneta komuviri kwakanyanya.

Verenga

Swipe for the next word