KwaunobvaDuramazwiMmvuto

Duramazwi · zita

mvuto

bellows

Zvinoreva

Mvuto mudziyo wakagadzirwa nedehwe, unoshandiswa pakufuridza moto kuti upfute zvine simba paya panoitwa mabasa akaita sekunyungudisa kana kupfavisa mhangura.

1

Mvuto mudziyo wakagadzirwa nedehwe, unoshandiswa pakufuridza moto kuti upfute zvine simba paya panoitwa mabasa akaita sekunyungudisa kana kupfavisa mhangura.

Mamwe mazwi ane M

M

Duramazwi

01 / 03

mvututu

Mvututu mafuro kana madudumbwi anoita kana ukaregedzera mhepo mumvura.

Verenga

Swipe for the next word