KwaunobvaDuramazwiMmvuu

Duramazwi · zita

mvuu

hippo · hippopotamus

ngwindihandachibvuwa

Zvinoreva

Kuti mvuu karuzha kanobudiswa neinjini yemotokari kana yechimwewo chinhu painotanga kumutswa.

Mvuu imhuka hombe inogara mumvura, inodya uswa nemashizha.

1

Dziva igomba rakacherwa nemvura murwizi munoungana mvura yakawanda. Takamboona mudziva imomu muchibuda mvuu.

2

Zvakafanana

ngwindi

Mwana wa

handachibvuwa

Mamwe mazwi ane M

M

Duramazwi

01 / 03

mvuve

Mvuve ihari isina huro, inoshandiswa kubikira manhanga.

Verenga

Swipe for the next word