Duramazwi · zita
Zvinoreva
Kana zvinhu zvichinzi _mapfachupfachu_, zvinenge zvakawanda chaizvo. Pamuchato wake doro akanga ari mapfachupfachu zvokuti takanwa tikasiya.
1

2
Kana zvinhu zvaita mapfachupfachu zvinenge zvabuda mune chimwe chinhu zvakawanda chaizvo. Pakadonha dhiramu, mvura yakabuda iri mapfachupfachu.
Mamwe mazwi ane M
MDuramazwi
01 / 03mapfapfapfa
Mapfapfapfa kuputika kunoita nyama ine mafuta akawanda kana ichigochwa pamoto.
VerengaSwipe for the next word