Duramazwi · zita
mapfapfapfa
mapfarivari
Duramazwi · zita
Mapfapfapfa kuputika kunoita nyama ine mafuta akawanda kana ichigochwa pamoto.

Mapfapfapfa inyama yakabikwa kana isina, ine mafuta akawanda chaizvo.
Mapfapfapfa inyama yakabikwa kana isina, ine mafuta akawanda chaizvo.
mapfarivari
Duramazwi
01 / 03mapfeka
Mapfeka kupera kwebvudzi mumativi emusoro.
VerengaSwipe for the next word