Duramazwi · zita
mapfunde
millet · sorghum
Duramazwi · zita
millet · sorghum
Mapfunde chirimwa chinorarama pasina mvura yakawanda uye chine vana vanobikiswa doro.

Marumbi rudzi rwemhashu dzinodyiwa, dzinofarira kugara muminda yezvirimwa, zvikuru mapfunde.
Musvoi rudzi rwe-mapfunde anoita upfu hunotapira pakubika sadza.
Duramazwi
01 / 03mapfupa
bones
VerengaSwipe for the next word