KwaunobvaDuramazwiRriya

Duramazwi · zita

riya

Zvinoreva

Kutaura pamusoro pechimwe chinhu chakamboitika kana munhu ari kure.

1

Kutaura pamusoro pechimwe chinhu chakamboitika kana munhu ari kure.

Tanaka ainge ongomira padoor riya rebedroom vanhu voita chimbi chimbi zvino.

Vasati vapfeka trouse riya vakatanga kutarisa muhomwe.

Maiguru vaive vatanditarisa neziso rakasara panzara riya rekundiudza kuti ita mafanizi uone zvandinokuita.

Mamwe mazwi ane R

R

Duramazwi

01 / 03

rize

Rize chinanairwa chine makumbo matanhatu, chinoruma nekumuswe kwacho.

Verenga

Swipe for the next word