KwaunobvaDuramazwiIiro

Duramazwi

iro

Zvinoreva

Ichi chiratidzakure chinoshandiswa mumipanda 5 ne21. Bhazi iro riri kutoenda kuGuruve izvozvi.

Ichi chisazita chinoshandiswa mumipanda 5 ne21. Iro basa racho akambenge ariwana seiko?

1

Ichi chiratidzakure chinoshandiswa mumipanda 5 ne21. Bhazi iro riri kutoenda kuGuruve izvozvi.

Pasacrifice vakaziva kuti havaizomupotsa zvachose nekuti iro basa Zoro aizviitira ega.

Ndakazvibvunza kuti sei vakandinyepera kuti mabedrooms ese aive akapaintwa neblack nered iro ravo raive rakapaintwa newhite?.

Dindingwe rinonaka richakweva rimwe, kana iro rokwehwa roti mavara angu azare'vhu.

2

Ichi chisazita chinoshandiswa mumipanda 5 ne21. Iro basa racho akambenge ariwana seiko?

Ndakazvibvunza kuti sei vakandinyepera kuti mabedrooms ese aive akapaintwa neblack nered iro ravo raive rakapaintwa newhite?.

Usatsvaga nhava muuswa iro sora ratsva.

Pakasununguka nyika ndipo pavakanga vaona kuti kudzidza harisi iro suwo redura remari.

Mamwe mazwi ane I

I

Duramazwi

01 / 03

irori

Ichi chiratidzapedo chetsinhiro chinoshandiswa mumipanda 5 ne21. Badza rimwe chete irori rawandipa ndiro raungabva wandikonorera kudaro here, nhai vasikana?

Verenga

Swipe for the next word