KwaunobvaTsumoKushandaJongosi kunyimwa mashanga, iro ndiro rakarima gombo.

Tsumo · Kushanda

Jongosi kunyimwa mashanga, iro ndiro rakarima gombo.

Zvinorehwa

Kusatendwa uye kunyimwa mubairo nomunhu akashanda zvakaomarara kuti chinhu chibudirire, izvi zvinosuwisa.

What it means

It is a bitter injustice when the one who did the hard work to make something succeed is the one denied its reward.

Word for word

The ox is denied the maize stalks, yet it was the very one that ploughed the field.

Dzimwe tsumo dzekushanda

Dzose

Tsumo · Kushanda

01 / 03

Akanga nyimo awangarara.

What it means

Stay attentive to the task at hand, since neglect or carelessness while something important is underway can cause it to be ruined, just as roasting groundnuts left unattended will burn.

Verenga

Swipe for the next proverb