KwaunobvaTsumoKushandaKuwanda kwemaoko kunotsonza ndima.

Tsumo · Kushanda

Kuwanda kwemaoko kunotsonza ndima.

Zvinorehwa

Kana vanhu vakawanda vachishanda pamwe chete, basa rinopera nokukurumidza.

What it means

When many hands work together, the task gets finished quickly.

Word for word

Many hands finish the field quickly.

Dzimwe tsumo dzekushanda

Dzose

Tsumo · Kushanda

01 / 03

Akanga nyimo awangarara.

What it means

Stay attentive to the task at hand, since neglect or carelessness while something important is underway can cause it to be ruined, just as roasting groundnuts left unattended will burn.

Verenga

Swipe for the next proverb