KwaunobvaDuramazwiZzvekuti

Duramazwi

zvekuti

insomuch

Zvinoreva

Iri izwi rinoshandiswa kuratidza zvakazokonzewa kuti zviitike.

Kana chinhu chichinzi chakaitwa *zvekuti* chine-

1

Bhazi iri rinomhanya chaizvo, *zvekuti* munotozoswera mava kuMhondoro.

Akarohwa zvisingaite zvekuti haana kuziva kuti vasvika sei kigedhi naamai vake.

Maitakue vakabika kapoto kadiki diki zvekuti chero murume wavo haana kana kuguta.

2

Kana chinhu chichinzi chakaitwa *zvekuti* chine-

Akarohwa zvisingaite zvekuti haana kuziva kuti vasvika sei kigedhi naamai vake.

Maitakue vakabika kapoto kadiki diki zvekuti chero murume wavo haana kana kuguta.

Tanaka naBatakue vaisave neyaka nyanya zvekuti vakatobva vanzi vabude muchipatara.

Mamwe mazwi ane Z

Z

Swipe for the next word