KwaunobvaDuramazwiZzvokuti

1

Vakazofunga zvokuti vatsvage kamwana kadiki kemuraini umu vakatume Kuna Tadiwa.

Kana muhope imomo zvakabva zvamushamisawo zvokuti akatadza kupindura.

Akamuka hake husiku ihwohwo kwave kuzozvibikira zvokuti ararewo hake ozotangira paanenge amuka mangwana acho.

2

Akamuka hake husiku ihwohwo kwave kuzozvibikira zvokuti ararewo hake ozotangira paanenge amuka mangwana acho.

Zvingadai zviri nani." Akabva ambofunga zvokuti achirega zvakadaro, amhanyire kundotaurira vanhu vokumusha kuti vauye kuzomubatsira.

Zvakare isu tiri vanhu vakabudirirawo chaizvo zvokuti dai pasina wenyu akatipwanyira ruzhowa tisiri pano.

Zvine chekuita

zvekuti

Mamwe mazwi ane Z

Z

Swipe for the next word