KwaunobvaDuramazwiCchekwa

Duramazwi

chekwa

Zvinoreva

Kana n'ombe ichinzi yakachekwa inenge yakabviswa mhodzi dzamachende kuitira kuti isakwanisa kuzvara.

1

Kana n'ombe ichinzi yakachekwa inenge yakabviswa mhodzi dzamachende kuitira kuti isakwanisa kuzvara.

Uku kuchekwa-chekwa kunoitwa mhuka yaurawa pakahwandwa.

Kana mombe kana imwewo mhuka inodyiwa nyama zvikavhiyiwa zvinenge zvaurayiwa zvikabviswa dehwe nekuchekwa-chekwa.

Saradhi kudya kunogadzirwa nemiriwo mimbishi yakachekwa-chekwa ndokuiswa ruomba kana zvimwewo, yozodyiwa yakadaro.

Mamwe mazwi ane C

C

Swipe for the next word