Kwaunobva

cheka

chiito
Zvinoreva
  1. 1

    Kudambura.

  2. 2

    Kucheka chinhu kuchidambura nezvakaita sebanga kana reza.

    Cheka chingwa chinokwana munhu wese.

    Vakazobatirana banga ndokucheka keke ndokuzonzi nemufundisi vadyisane mhururu nemuridzo ndokuputikazve.

  3. 3

    Kana musoni achicheka jira anenge achiita zvidimbu zvakatoerwa zvokuti kana ozozvibatanidza nepatani yazvo panobva patobuda chipfeko.

  4. 4

    Kucheka chikoro kugona zvidzidzo chaizvo.

  5. 5

    Kucheka munhu neziso kumutarisa nedivi reziso uchiitira kuti aone kuti pane zvaari kuita zvausiri kufarira.

    Amai vakacheka mwana neziso pavakaona kuti ainge ava kuita manyemwe achionererwa navaenzi.

  6. 6

    Kana murairidzi akacheka imwe yemhinduro pabasa rinenge ranyorwa anenge aisa rupawo pairi rwokuratidza kuti haina kunaka.

  7. 7

    Kucheka kuenda nokunoongorora kuti zvauri kuda kuona zvacho zvakamira sei.

  8. 8

    Kana munhu achinzi acheka napanzvimbo zvinoreva kuti apfuura napo akananga mberi kwaanga achienda asina kana kumbotsaudzira.

Maumbirwo

Apps from the team behind Kwaunobva

Made in Zimbabwe by Invalcre (Pvt) Limited. Free, and they work offline.

Provisional Test Zimbabwe app iconProvisional Test ZimbabweZimbabwe VID test and Highway Code

Pass your Zimbabwe provisional driving test.

  • Every question of this year's papers, with the reason each answer is right
  • A readiness score that moves as you sit papers, so you know when to book
Provisional app: a timed test question asking which car at a junction goes last
Danho app iconDanhoZIMSEC O and A Level past papers

Every ZIMSEC past paper, offline, on your phone.

  • Works fully offline once a subject is downloaded
  • Progress tracked paper by paper, not just a percentage
Danho app: today's revision plan, with the questions left to revise and a paper to start per subject
Bhaibheri app iconBhaibheriThe Shona Bible and its hymnals

The Shona Bible. Every hymn your church sings. Free.

  • Two versions side by side, verse for verse
  • AFM, Methodist, RCZ, UMC, Baptist and SDA hymnals
Bhaibheri app: choosing a church hymnal, from Apostolic Faith Mission to Seventh-day Adventist
Denhe app iconDenheZimbabwe's public record

The record of what Zimbabwe publishes.

  • Take-home pay, ZESA units and mobile money charges worked out
  • Every school, university and bank, a page each
Denhe: the PAYE calculator working out take-home pay from a monthly salary