Duramazwi · zita
pisi
piece
Duramazwi · zita
piece
Kabande kechinhu.
Kabande kechinhu.
Pisi yechingwa kabande kanochekwa kubva pane chakazara.
Kana munhu achinzi akapfeka pisi anenge akapfeka siketi kana tirauzi nebhachi, zvipfeko zvinoti chimwe kumusoro chimwe pasi.
Mupisi kamuchina kane mubato murefu, kanoshandiswa kukweva mvura kubva pasi uchiita zvokugweja.
Chidimbu.
Pisi yechingwa kabande kanochekwa kubva pane chakazara.
Kana munhu achinzi akapfeka pisi anenge akapfeka siketi kana tirauzi nebhachi, zvipfeko zvinoti chimwe kumusoro chimwe pasi.
(manje) Kana munhu achinzi akapfeka pisi anenge akapfeka zvipfeko zvakanaka uye zvinotaridza kuti zvakadhura.
Duramazwi
01 / 03pisika
Kupisika kubvisa tsvina pamunhu kana pachinhu uchitsvaira nejira kana pepa.
VerengaSwipe for the next word