KwaunobvaDuramazwiPpisira

Duramazwi

pisira

Zvinoreva

Mumutambo wezvira-hwe kupisira kupa mhinduro usiri we wanga uine chijana chokupindura.

1

Mumutambo wezvira-hwe kupisira kupa mhinduro usiri we wanga uine chijana chokupindura.

Ndakatongoona kuti zvaive nani ndinyepe kuti zvinenge zvakatorwa negonzo ndisingazive kuti ndaive ndatopisira worse.

Kupisira kutaura mashoko anga asingafaniri kunge achitaurwa pachinhanho ichocho.

2

Kupisira kutaura mashoko anga asingafaniri kunge achitaurwa pachinhanho ichocho.

Nyaya yake yakanga yanyararwa, ndokuchizopira paakayeuchidza dare kuti aisada kuripa.

Mamwe mazwi ane P

P

Duramazwi

01 / 03

pita

Kupita kusimudza nzeve kunoita mhuka yakaita sembwa, kana pane chainenge yanzwa.

Verenga

Swipe for the next word