KwaunobvaDuramazwiPpitikoti

Duramazwi · zita

pitikoti

slip

handiroko

Zvinoreva

Pitikoti rudzi rwechipfeko chingava chakaita sedhirezi kana chakaita siketi, chinopfekwa namadzimai mukati kuitira kudziirwa kana kuvharira kunjenjemera kwehembe.

1

Pitikoti rudzi rwechipfeko chingava chakaita sedhirezi kana chakaita siketi, chinopfekwa namadzimai mukati kuitira kudziirwa kana kuvharira kunjenjemera kwehembe.

Zvakafanana

handiroko

Mamwe mazwi ane P

P

Duramazwi

01 / 03

pitinu

Kuti pitinu kuvhundunyura zvinhu zvanga zvakarongedzwa zvakanaka uchitsvaga chimwe chinhu.

Verenga

Swipe for the next word