KwaunobvaDuramazwiTtedzemuka

Duramazwi

tedzemuka

Zvinoreva

Kutsvedza kwekukasika kuitira kuwa.

1

Kutsvedza kwekukasika kuitira kuwa.

Kana nyoka ichiti svororo inenge ichitedzemuka panenge pakatenuka, ichibva yaenda isingazvonyongoki.

Mamwe mazwi ane T

T

Duramazwi

01 / 03

teedza

Kana munhu achinzi anoteedza anenge ari munhu anorarama upenyu nenzira yaakadzidziswa.

Verenga

Swipe for the next word