KwaunobvaDuramazwiWwaura

Duramazwi

waura

Zvinoreva

Kuwaura kunzvenga vanhu vazhinji mubhora.

1

Kuwaura kunzvenga vanhu vazhinji mubhora.

Apo ndainge ndava nenzara, ndakazhwaura zishizha rose rekabichi ndikanwira mvura.

2

Kuwaura kucheka nebanga rinopinza zvikuru.

Mavhiyiro omusango kungowaura-waura, dehwe richisara netunyama.

3

Kuwaura kurova munhu nembama.

Mamwe mazwi ane W

W

Swipe for the next word