Duramazwi
Zvinoreva
Kana munhu achinzi akati vana watsu anenge abereka vakawanda munguva pfupi zvanga zvisingatarisirwi.
1

Kuti watsu kurasa-rasa tunhu twakawanda pose-pose nokukasika.

2

Mamwe mazwi ane W
WDuramazwi
01 / 03watsura
Kuwatsura kurova munhu nembama zvakasimba.
VerengaSwipe for the next word