KwaunobvaDuramazwiWwatsanyura

Duramazwi

watsanyura

Zvinoreva

Kuwatsanyura kukanda zvinhu, zvakaita sesimbi nehasha, zvopararira pasi zvichirira.

1

Mamwe mazwi ane W

W

Duramazwi

01 / 03

watsu

Kana munhu achinzi akati vana watsu anenge abereka vakawanda munguva pfupi zvanga zvisingatarisirwi.

Verenga

Swipe for the next word