KwaunobvaDuramazwiWwawadzura

Duramazwi

wawadzura

Zvinoreva

Kuwawadzura kubvarura nyama nemazino kubva pamabondo, zvine simba.

1

Kuwawadzura kubvarura nyama nemazino kubva pamabondo, zvine simba.

Takaiwawadzura nyama yakabikwa pamoto mushoma.

Kuwawadzura kubvarura nyama nemazino kubva pamabondo, zvine simba.

Mamwe mazwi ane W

W

Duramazwi

01 / 03

wawata

Kana munhu achiwawata anenge achitaura zvinhu zvakawanda zvisingataridzi njere, kazhinji nezwi riri pamusoro.

Verenga

Swipe for the next word