Duramazwi
wawira
-vavira
Duramazwi
Kana mudziyo wati pfove unenge warova kana kubondera pachimwe chinhu, wobva wawira mukati.
Kuti ngwendere kurira kunoita mudziyo wesimbi kana wawira pasi.
Kana muti waridiguka unenge wawira pasi zvine mutsindo.
-vavira
Duramazwi
01 / 03wawu
Kuti wawu kuka-ruka wapa munhu mbama yakasimba.
VerengaSwipe for the next word