KwaunobvaDuramazwiCcheka ukama

Zvinoreva

Kana vanhu vachiti vacheka ukama zvinoreva kuti vagumburana vakasvika pakunzwisisa kuti hazviite kuti vawirirane zvakare.

1

Kana vanhu vachiti vacheka ukama zvinoreva kuti vagumburana vakasvika pakunzwisisa kuti hazviite kuti vawirirane zvakare.

Kana ukaramba wongondibira neni tinochekana ukama.

2

Kucheka ukama kuita zvirango zvinotevedzwa panobviswa n'ombe yokuti mukomana nomusikana vano ukama vabvumidzwe kuroorana.

Zvine chekuita

chekaukama

Mamwe mazwi ane C

C

Duramazwi

01 / 03

chekacheka

Kuramba uchicheka-cheka zvimedu zvidiki.

Verenga

Swipe for the next word