Duramazwi
Zvinoreva
Kana munhu achicheka-cheka chinhu anenge achichidimbura kuti chiite zvidimbu zvidiki zvakawanda.
1
Kana munhu achicheka-cheka chinhu anenge achichidimbura kuti chiite zvidimbu zvidiki zvakawanda.
Cheka-cheka nyama iyo uigadze pamoto.
2
Kana mvura ichicheka-cheka inenge ichitonhora zvikuru kunyanya ikadirwa pamuviri wemunhu.
Mamwe mazwi ane C
CDuramazwi
01 / 03cheka ukama
Kana vanhu vachiti vacheka ukama zvinoreva kuti vagumburana vakasvika pakunzwisisa kuti hazviite kuti vawirirane zvakare.
VerengaSwipe for the next word