Duramazwi · zita
chekaukama
guraukama
Duramazwi · zita
Iyi in'ombe, zvikuru chena, inobviswa nemunhu anenge achida kuroora musikana waaine ukama naye.
Iyi in'ombe, zvikuru chena, inobviswa nemunhu anenge achida kuroora musikana waaine ukama naye.
Kuti wafunga kuroora Sekai wotobvisa chekaukama nokuti mai vake tinovaidza sehanzvadzi.
guraukama
Duramazwi
01 / 03chekazani
Mhandi yenyuchi yerubatsiro.
VerengaSwipe for the next word