KwaunobvaDuramazwiCchachari chachari

Duramazwi

chachari chachari

Zvinoreva

Kuti chachari chachari kuchitsika-tsika pasi zvine simba, sezvinoita munhu ane-nge achitamba.

1

Zvidhakwa zvaitamba ngoma zvichiti chachari chachari sezvichatsemura imba.

Kuti chachari chachari kuchitsika-tsika pasi zvine simba, sezvinoita munhu ane-nge achitamba.

Mamwe mazwi ane C

C

Duramazwi

01 / 03

chacharidza

Kuchacharidza kuridza-ridza pasi nemakumbo zvinoita anenge achidzana.

Verenga

Swipe for the next word