KwaunobvaDuramazwiCchachapura

Duramazwi

chachapura

Zvinoreva

Kukasikira kubvuta kana kurova.

1

Kukasikira kubvuta kana kurova.

2

Kuchachapura kutora chinhu, zvikuru chombo, nechisimba.

Baba vakachachapura shamhu muruoko, ndokutanga kundipura nayo.

3

Kuchachapura kurova munhu asina kumbotaura newe.

Benzi rakangoerekana rochachapura chembere yakanga yakazvirarira zvayo.

4

Kana ukachachapura nyaya unenge wadenha kana kutanga nyaya yakazvigarira zvayo.

Mamwe mazwi ane C

C

Duramazwi

01 / 03

chacharakacha

Kuti chacharakacha kuyambuka rwizi kana chikova chine mvura yakawanda.

Verenga

Swipe for the next word