Duramazwi02 / 03chaaKuti chaa kuita zvinhu nyorenyore zvisina kana kuisa simba rakawanda mukati.Verenga→
Duramazwi03 / 03chaamai(tuko)Iri izwi rinoshandiswa kureva chituko chinenge chashandiswa nomumwe munhu achidudza nezvinonyadzisa zvaamai vako.Verenga→