Duramazwi · zita
mashambanzou
dawn
Duramazwi · zita
dawn
Iyi inguva yemangwanani-ngwanani, zuva risati rabuda.
Iyi inguva yemangwanani-ngwanani, zuva risati rabuda.
Kwete manheru iwayo asi nguva dzamashambanzou, rave rechimangwana acho.
Duramazwi
01 / 03mashangurapata
Kana munhu akanzi afambira mashangurapata anenge aita rwendo asi andoshaiwa zvaanenge afambira zvacho.
VerengaSwipe for the next word