Duramazwi · zita
Zvinoreva
Idzi inguva dzekunze kuchangotanga kuedza, zuva risati rambobuda.
1
Idzi inguva dzekunze kuchangotanga kuedza, zuva risati rambobuda.
Nhetserwa kumuka mangwanani-ngwanani munhu achiita basa kana kuti achifamba rwendo.
Kana munhu akamukira kuita chimwe chinhu anenge atanga kuchiita mangwanani ngwanani.
Kuti dhe kumuka mangwanani-ngwanani uchifamba rwendu.
Zvakafanana
Mamwe mazwi ane M
MDuramazwi
01 / 03mangwandi
Mangwandi inzvimbo yakazara matombo, kazhinji inenge iri murwizi.
VerengaSwipe for the next word