KwaunobvaDuramazwiMmangwana

Duramazwi · zita

mangwana

morrow · tomorrow

Zvinoreva

Mangwana izuva rinotevera nhasi.

1

Mangwana izuva rinotevera nhasi.

Mangwana hatisi kuuya kubasa.

Ndaida kutosiya ndacleaner mukitchen kuitira kuti mangwana zvisazondinetse.

2

Mangwana inguva ipi zvayo ichazotevera muupenyu.

Shamwari, ini handidi zvinhu zvinozondinetsa mangwana.

Zvakafanana

ngwana

Mamwe mazwi ane M

M

Duramazwi

01 / 03

mangwana mangwana

Kana chinhu chichinzi chinoitika mangwana mangwana chinenge chichiramba chichingoitika mazuva ose.

Verenga

Swipe for the next word