KwaunobvaDuramazwiRramangwana

Duramazwi · zita

ramangwana

destiny · future

Zvinoreva

Ramangwana izuva rinenge richizotevera pane romusi iwoyo.

1

Ramangwana izuva rinenge richizotevera pane romusi iwoyo.

Munofanira kudzidza kuzvishandira kuti ramangwana renyu rikunakirei.

Ramangwana harina achaziva, tabva kure tichinyeperwa, pamwe tinovidza ramangwana tave kwamuchuchisi.

Vanachiremba vanenge vokwanisa kurapa zvavanonatsonzwisisa pamurwere vanhu vanogona kuronga ramangwana nguva ichipo.

Mamwe mazwi ane R

R

Duramazwi

01 / 03

ramani

Mufananidzo wepasi kana dunhu unoratidza migwagwa nenzizi.

Verenga

Swipe for the next word