Duramazwi · zita
Zvinoreva
Chabata mutemo wepamutambo wetsoro wokuti, kana munhu akangogunzva tsoro, ndiyo yootofanira kufamba, kwete kutamba imwe itsva.
1

Uhwu unyorwa hunoitwa nemukati mechigunwe pose pachinenge chabata, kana zvine simba.
Kana chivakwa kana chigadzirwa chabata chinenge chanyatsosimba.
Chabata mutemo wepamutambo wetsoro wokuti, kana munhu akangogunzva tsoro, ndiyo yootofanira kufamba, kwete kutamba imwe itsva.
Mamwe mazwi ane C
CDuramazwi
01 / 03chabe
Chabe chinhu chisisina basa rachingashandiswa muupenyu.
VerengaSwipe for the next word