Duramazwi
Zvinoreva
Kana zvinhu zvichinzi zvakarungana zvinenge zvakakwanirana vanhu pauwandu uye pakukosha kwazvo.
1
Kana zvinhu zvichinzi zvakarungana zvinenge zvakakwanirana vanhu pauwandu uye pakukosha kwazvo.
Rumwe rudzi rwenhokwe runa makona asi rumwe rwacho rwakaurungana.
Nhoko itsvina yembutzi, makonzo kana makonye inobuda yakaurungana kuita tubhora.
Izvi zvigodo zvichena zvakaurungana sesiwiti, zvinoiswa munhumbi kuti dzinhuhwire.
Mamwe mazwi ane R
RDuramazwi
01 / 03rungani
Rungani izwi rinoshandiswa kubvunza mubvunzo kana munhu achida kuziva kawandiro kekuitwa kwechinhu.
VerengaSwipe for the next word