Duramazwi
enzanirana
matching
Duramazwi
matching
Kana zvinhu zvichinzi zvinoenzanirana zvinenge zvichionekwa navanhu zviri zvinhu zvakanyatsofanira. Murume uyu akazoroora musikana anoenzanirana naye pakunzwisisa, kwete mupengo uya.
Kana zvinhu zvichinzi zvinoenzanirana zvinenge zvichionekwa navanhu zviri zvinhu zvakanyatsofanira. Murume uyu akazoroora musikana anoenzanirana naye pakunzwisisa, kwete mupengo uya.
Kumemetera kuzadza zvinhu mumudziyo kusvika zvaenzanirana nomuromo wacho.
Kuringindira kukura komunhu zvakakwana, uye zvakaenzanirana.
Kuti memetere kuzadza zvakaita sezviyo kana chibage mumudziyo zvichisara zvaenzanirana nomudziyo wacho.
Kana zvinhu zvichinzi zvakaenzanirana zvinenge zvakafanana paudzamu hwekukosha kwazvo. Chirega zvako kundidzorera mari iya zvichibva zvaenzanirana nedhirezi rako randakatora.
Duramazwi
01 / 03enzanisa
compare
VerengaSwipe for the next word