KwaunobvaDuramazwiTtembarari

Duramazwi · zita

tembarari

Zvinoreva

Zvinoitwa panguva yakatarwa zvichipera.

1

Zvinoitwa panguva yakatarwa zvichipera.

Kana munhu achinzi ari kuita tembarari anenge achishanda basa rinopera kana kwapera nguva yakati.

Kana chivakwa chichinzi ndechetembarari chinenge chichizoputswa kana vanhu vapedza kuchishandisa.

2

Kana munhu achinzi ari kuita tembarari anenge achishanda basa rinopera kana kwapera nguva yakati.

3

Kana chivakwa chichinzi ndechetembarari chinenge chichizoputswa kana vanhu vapedza kuchishandisa.

Mamwe mazwi ane T

T

Duramazwi

01 / 03

tembedza

Kutembedza kutakura zvinorema zvakarembera, mumwe akabata uko mumwe uko.

Verenga

Swipe for the next word