KwaunobvaDuramazwiDdzete

Duramazwi · zita

dzete

jetemazivandadzoka

Zvinoreva

Dzete inzvimbo inenge yaenda munhu isingazivikanwi uye munhu wacho asingadzoki.

1

Dzete inzvimbo inenge yaenda munhu isingazivikanwi uye munhu wacho asingadzoki.

Dzete inzvimbo inenge yaenda munhu isingazivikanwi uye munhu wacho asingadzoki.

Zvakafanana

jete · mazivandadzoka

Mamwe mazwi ane D

D

Duramazwi

01 / 03

dzetse

Dzetse idafi rakakura chaizvo, rinowanzogara muvhu nguva yechirimo rozoonekwa mumvura pakunotanga kunaya.

Verenga

Swipe for the next word