KwaunobvaDuramazwiDdzere

Duramazwi · zita

dzere

Zvinoreva

Dzere ibindu riri mudoro.

1

Dzere ibindu riri mudoro.

Izvi hazvireve kuti hapana munhu anoonekwa asi kuti munhu wacho haana hunhu nokudaro haakodzere kunzi munhu.

Washa ndeinoiswa panosungwa simbi kuti iwedzere kusimbisa pari kusungwa nebhaudhi.

Hwezvi imombe isingadi kugara panzvimbo imwe, inozokonzera kuti dzimwe dziitevedzere.

Mamwe mazwi ane D

D

Swipe for the next word