Duramazwi
Zvinoreva
Dzenyama izwi rinoshandiswa nevanhurume pakukwazisa munhu wavanenge vachiremekedza uye wavanenge vasina kuona kwenguva refu.
1
Dzenyama izwi rinoshandiswa nevanhurume pakukwazisa munhu wavanenge vachiremekedza uye wavanenge vasina kuona kwenguva refu.
Dzenyama chirombowe.
Hwakadii hutano?
Ndapihwa nhango mbiri chete dzenyama dzekudyisa sadza.
Mamwe mazwi ane D
DDuramazwi
01 / 03dzepfunde
Kana munhu achiti dzepfunde anenge achidavira ngano.
VerengaSwipe for the next word