KwaunobvaDuramazwiDdzengerera

Duramazwi

dzengerera

-yengerera

Zvinoreva

Kana uchidzengerera panzvimbo unenge uchingotenderera uchishaya zvokuita.

1

Kana uchidzengerera panzvimbo unenge uchingotenderera uchishaya zvokuita.

Kana uchidzengerera panzvimbo unenge uchingotenderera uchishaya zvokuita.

2

Kana munhu achidzengerera panzvimbo anenge achiramba ari panzvimbo imwe cheteyo achitarisira kuwana zvaari kutsvaka. Ukaona munhu achidzengerera panzvimbo paasingazivosvika, ziva kuti pane chikuru chaari kutsvaka.

Zvakafanana

-yengerera

Mamwe mazwi ane D

D

Duramazwi

01 / 03

dzenyama

Dzenyama izwi rinoshandiswa nevanhurume pakukwazisa munhu wavanenge vachiremekedza uye wavanenge vasina kuona kwenguva refu.

Verenga

Swipe for the next word