Duramazwi01 / 03dzengereraKana uchidzengerera panzvimbo unenge uchingotenderera uchishaya zvokuita.Verenga→
Duramazwi02 / 03dzenyamaDzenyama izwi rinoshandiswa nevanhurume pakukwazisa munhu wavanenge vachiremekedza uye wavanenge vasina kuona kwenguva refu.Verenga→