KwaunobvaDuramazwiPpurati

Duramazwi · zita

purati

Zvinoreva

Munyaya dzekudhinda zvinhu, purati chirata chitete chinenge chakanyorwa zvinhu zvinenge zvichida kuzoiswa pabepa.

1

Mamwe mazwi ane P

P

Duramazwi

01 / 03

puratuni

Muchiuto puratuni iboka rinenge rine varwi makumi matatu.

Verenga

Swipe for the next word