KwaunobvaDuramazwiMmaneja

Duramazwi · zita

maneja

manager

Zvinoreva

Kutunga-maneja kutungamirira uchiona kuti zvinhu zvakamira zvakanaka uye kuti basa riri kufamba nenzira kwayo here.

Maneja mukuru wepabasa, ane chinzvimbo chokutungamira, anopinza vanhu basa nekuvatungamirira pabasa ipapo.

1

Muzvinapai uya ndamuona ari kubhawa ramamaneja, achida kunwa navo.

2

Mamwe mazwi ane M

M

Duramazwi

01 / 03

manengeza

Kumanengeza ndiko kumucheto kunoperera davi remuti, rava kunotepuka.

Verenga

Swipe for the next word