KwaunobvaDuramazwiMmandorokwati

Duramazwi · zita

mandorokwati

Zvinoreva

Ichi chinhu chaichoicho chisiri chekunyepera. Tinoda vashamarari vanotaura ChiShona chemandorokwati, kwete masanganiswa kana chizvinozvino.

1

Ichi chinhu chaichoicho chisiri chekunyepera. Tinoda vashamarari vanotaura ChiShona chemandorokwati, kwete masanganiswa kana chizvinozvino.

Pamusoro paizvozvo muverengi anoonawo kuti unoziva chiShona chine chamandorokwati.

Mukuwasha wamandorokwati aifanira kunge ane dzidzo huru kana mari yakawanda.

Kuyananisa ndimi dzose dzinotaura rurimi rweChiShona munyaya dzezvekunyora kunobatsira kuti pave nokunyora kwemandorokwati.

Mamwe mazwi ane M

M

Duramazwi

01 / 03

mandude

Mandude munhu anogara achingoputa fodya yemudzanga.

Verenga

Swipe for the next word